Title: The Love of God
Text: John 3 vs 16
Love is not untill you give it away unconditionally. When you give, give the best of your service and God gave to the world His only son. Your only thing is your best thing. God kind of love is that He loved the world. He gave His son Jesus up to the cross to redeem humanity. The object of Christ's mission was to save at the same time the issue to those who reject Him can only be condemned.
In my conclusion - Jesus Christ is the only salvation for the world and there is no other. He is our salvation through the cross and the cross must ever be the object of our faith.
PRAYER:
Lord God i pray that each one of us in this world will live by the faith of the son of God and justified by the faith of Jesus
Amen!!
SHONA:
Musoro weShoko:
Rudo Rwa Mwari
Rugwaro:
Johane 3 vs 16
Rudo harusi rudo kudzamara watambanudza chinoratudza pachena. Kana uchipawo ipa chakakosha zvemhando yepamhsorosoro uye Mwari pano akapawo kunyika mwanakomana wake mumwechete oga. Chimwechete choga chauinacho ndicho chemhando yepamusoro. Rudo rwakaitwa na Mwari nderwe kuda nyika. Akapa mwanakomana wake Jesu kusvikira pamuchinjikwa kuti adzikinure vanhu. Chinangwa chebasa rakavinga Kristu nderekuponesa uye ipapo zvekare avo vanomuramba vanotongopihwa mhosva yekuraswa.
Ndichipedzesa - Jesu ndiye chete ruponeso rwenyika uye hakuna zvimwe. Ndiye iye ruponeso rwedu rwepamuchinjikwa uye iwo muchinjikwa ndipo patinoramba takatarisa pakutenda kwedu.
MUNAMATO:
Ishe na Mwari wangu ndinonamata kuti mumwe nemumwe wedu munyika muno agone kurarama nokutenda kwemwanakomana wenyu Jesu tichiruramiswa nairwo rutendo rwa Jesu Amen!!!
WOAC ON AIR - 'Finding Rest in God'
Kingdom Come - 'Doing Things God's Way'
Yalo On Air - 'Navigating Young Adult Life'
WOAC ON AIR -'Thank You God For Grace'
Gospel4You - 'Boast in the Lord'
Kingdom Come - 'Salvation Is The Most Important'
WOAC ON AIR - Women, You Have to set Boundaries
Gospel4You - Believe And Not Doubt'
YALO ON AIR - 'What Are The things youth can not live without'
WOAC ON AIR - 'Humility is a strength, not a weakness'
Your Gospel in Chichewa of Malawi
YALO ON AIR - 'Knock, Knock, Who's There?'
WOAC ON AIR - 'Beauty for Ashes'
Gospel4You - 'Being Ready - Having God's Grace, Watch'
YALO ON AIR - Jesus's Love make your world go round
WOAC ON AIR - 'Addressing Unforgiveness - Wiping the slate clean'
YALO ON AIR - 'Youth, Mind Your Language'
Gospel4You International in Yoruba - The Point Of Easter
Prayer of Repentance in Swahili
Prayer of Repentance in Turkish
Create your
podcast in
minutes
It is Free
The Hello Heaven Podcast
Cast The Word
Let Me Be Frank | Bishop Frank Caggiano’s Podcast | Diocese of Bridgeport, CT
The Kingdom Power Fellowship Podcast
The Bible Recap
The Bible in a Year (with Fr. Mike Schmitz)